Haiwa Jehovha, ndidzidzisei nzira yenyu, uye ndichafamba muzvokwadi yenyu; ndipei mwoyo mumwe, kuti ndigotya zita renyu. Ndichakurumbidzai, imi Ishe Mwari wangu, nomwoyo wangu wose; ndicharumbidza zita renyu nokusingaperi. Nokuti rudo rwenyu rukuru kwandiri; makandirwira paguva rakadzika.
Verenga chikamu Mapisarema 86
Terera ku Mapisarema 86
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 86:11-13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo