Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 63:3-4

Mapisarema 63:3-4 BDSC

Nokuti rudo rwenyu runokunda upenyu, miromo yangu ichakurumbidzai. Ndichakurumbidzai ndichiri mupenyu, uye ndichasimudza maoko angu muzita renyu.