Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 62:11-12

Mapisarema 62:11-12 BDSC

Chinhu chimwe chakataurwa naMwari, zvinhu zviviri zvandakanzwa: Kuti imi, iyemi Mwari, mune simba, uye kuti imi, iyemi Ishe, mune rudo. Zvirokwazvo muchapa mubayiro kumunhu mumwe nomumwe maererano nezvaakaita.