Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 36:8-10

Mapisarema 36:8-10 BDSC

Vanogutswa nezvakawanda zvomumba menyu; munovanwisa kubva parwizi rwenyu runofadza. Nokuti kwamuri ndiko kune chitubu choupenyu; muchiedza chenyu tinoona chiedza. Rambai muchiitira rudo kuna avo vanokuzivai, uye kururama kwenyu kuna vane mwoyo yakarurama.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMapisarema 36:8-10