Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 18:18-19

Mapisarema 18:18-19 BDSC

Vakandinanga pazuva renjodzi yangu, asi Jehovha akanga ari mutsigiri wangu. Akandibudisa akandiisa panzvimbo yakafarikana; akandinunura nokuti akanga achindifarira.