Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 16:9-10

Mapisarema 16:9-10 BDSC

Naizvozvo mwoyo wangu unofara uye rurimi rwangu runopururudza; muviri wanguwo uchazorora zvakanaka, nokuti imi hamuzondisiyi muguva, kana kurega Mutsvene wenyu achiona kuora.