Murumbidzei nenzwi rehwamanda, murumbidzei nembira nomutengeranwa. Murumbidzei nematambureni muchitamba, murumbidzei norudimbwa nenyere. Murumbidzei namakandira anorira, murumbidzei namakandira anorira kwazvo. Zvinhu zvose zvinofema, ngazvirumbidze Jehovha.
Verenga chikamu Mapisarema 150
Terera ku Mapisarema 150
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 150:3-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo