Mapisarema 134
134
Pisarema 134
Rwiyo rworwendo.
1Rumbidzai Jehovha, imi varanda vose vaJehovha,
vanoshumira usiku muimba yaJehovha.
2Simudzai maoko enyu munzvimbo tsvene,
murumbidze Jehovha.
3Dai Jehovha, iye Muiti wedenga napasi,
akuropafadzai kubva paZioni.
Zvasarudzwa nguva ino
Mapisarema 134: BDSC
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
Shona Contemporary Bible
Copyright © 2005, 2018 by Biblica, Inc.®
Used by permission. All rights reserved worldwide.
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Copyright © 2005, 2018 Biblica, Inc.®
Mvumo yokushandisa ndima yakapiwa. Kodzero dzose dziripo.