Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 130:5-8

Mapisarema 130:5-8 BDSC

Ndinomirira Jehovha, mweya wangu unomirira, uye tariro yangu iri mushoko rake. Mweya wangu unorindira Ishe kupfuura varindi vanomirira rungwanani. Haiwa Israeri, isa tariro yako muna Jehovha, nokuti Jehovha ane rudo rusingaperi uye kwaari kune dzikinuro izere. Iye pachake achadzikinura Israeri kubva pazvivi zvavo zvose.