Mapisarema 117
117
Pisarema 117
1Rumbidzai Jehovha, imi ndudzi dzose;
Mukudzei, imi marudzi ose.
2Nokuti rudo rwake kwatiri rukuru,
uye kutendeka kwaJehovha kunogara nokusingaperi.
Rumbidzai Jehovha.
Zvasarudzwa nguva ino
Mapisarema 117: BDSC
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
Shona Contemporary Bible
Copyright © 2005, 2018 by Biblica, Inc.®
Used by permission. All rights reserved worldwide.
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Copyright © 2005, 2018 Biblica, Inc.®
Mvumo yokushandisa ndima yakapiwa. Kodzero dzose dziripo.