Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 109:30-31

Mapisarema 109:30-31 BDSC

Ndicharumbidza Jehovha nomuromo wangu zvikuru; paungano huru, ndichamurumbidza. Nokuti anomira kuruoko rworudyi rwouyo anoshayiwa, kuti amuponese pane avo vanomupomera mhosva.