uye akatuma munhu pamberi pavo, iye Josefa, akatengeswa senhapwa. Vakakuvadza tsoka dzake nezvisungo mutsipa wake ukaiswa mumatare esimbi, kusvikira zvaakareva zvazadziswa, kusvikira shoko raJehovha raratidza kutendeka kwake. Mambo akatuma shoko kuti asunungurwe, vatongi vavanhu vakamuregedza. Akamuita tenzi weimba yake, nomutongi wepfuma yake yose
Verenga chikamu Mapisarema 105
Terera ku Mapisarema 105
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 105:17-21
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo