Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 103:11-12

Mapisarema 103:11-12 BDSC

Nokuti sokukwirira kwaakaita kudenga kumusoro kwenyika, ndizvo zvakaita kukura kworudo rwake kuna vanomutya; sokuva kure kwamabvazuva namavirira, saizvozvo akabvisa kudarika kwedu kwatiri.