Zvirevo 8:35-36
Zvirevo 8:35-36 BDSC
Nokuti ani naani anondiwana anowana upenyu uye anogamuchira nyasha kubva kuna Jehovha. Asi ani naani asingandiwani anozvikuvadza; vose vanondivenga vanoda rufu.”