Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 8:12-13

Zvirevo 8:12-13 BDSC

“Ini, uchenjeri ndinogara pamwe chete navakachenjera; ndine ruzivo nenjere. Kutya Jehovha ndiko kuvenga zvakaipa; ndinovenga kuzvikudza namanyawi, maitiro akaipa nokutaura kunonyangadza.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neZvirevo 8:12-13