Saka zvino, vanakomana vangu, nditeererei; musatsauka pane zvandinotaura. Fambai nenzira iri kure naye, musasvika pedyo nomusuo wemba yake, kuti murege kupa vamwe zvakanaka zvesimba renyu, uye namakore enyu kuno uyo ane utsinye, kuti vatorwa varege kudya upfumi hwenyu, uye kushanda kwenyu nesimba kurege kupfumisa imba yomumwe munhu.
Verenga chikamu Zvirevo 5
Terera ku Zvirevo 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvirevo 5:7-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo