Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 3:7-8

Zvirevo 3:7-8 BDSC

Usazviita munhu akachenjera pamaonero ako; itya Jehovha uvenge zvakaipa. Izvi zvichava utano pamuviri wako uye nokusimbiswa kwamapfupa ako.