Zvino nokuda kwokuti vanhu vazhinji vakanga vachingouya nokuenda zvokuti havana kugona kuwana kunyange mukana wokudya, akati kwavari, “Handei tose, imi neni chete, kunzvimbo yakanyarara kuti mumbondozorora.” Saka vakaenda voga mugwa kunzvimbo yakanyarara.
Verenga chikamu Mako 6
Terera ku Mako 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mako 6:31-32
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo