Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 5:25-26

Mako 5:25-26 BDSC

Uye pakanga pano mukadzi aiva nechirwere chokubuda ropa kwamakore gumi namaviri. Akanga atambudzika zvikuru uye achirapwa navanachiremba vazhinji uye akanga apedza zvose zvaaiva nazvo, asi pachinzvimbo chokuva nani akatonyanyisa kurwara.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMako 5:25-26