Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 12:29-30

Mako 12:29-30 BDSC

Jesu akapindura akati, “Unonyanya kukosha, ndouyu: ‘Inzwa, iwe Israeri, Ishe Mwari wedu, ndiye Ishe mumwe chete. Ida Ishe Mwari wako nomwoyo wako wose uye nomweya wako wose nokufunga kwako kwose uye nesimba rako rose.’