Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 6:5-6

Mateo 6:5-6 BDSC

“Uye pamunonyengetera, musava savanyengeri nokuti vanofarira kunyengetera vamire mumasinagoge napamharadzano dzenzira kuti vaonekwe navanhu. Ndinokuudzai chokwadi kuti vatowana mubayiro wavo wakazara. Asi paunonyengetera, pinda mumba mako, ugopfiga musiwo uye ugonyengetera kuna Baba vako avo vasingaonekwi. Ipapo Baba vako avo vanoona zvinoitwa pakavanda, vachakupa mubayiro.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateo 6:5-6