Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 28:18-20

Mateo 28:18-20 BDSC

Ipapo Jesu akasvika pavari akati, “Simba rose kudenga napanyika rakapiwa kwandiri. Naizvozvo endai mudzidzise ndudzi dzose, muchivabhabhatidza muzita raBaba, neroMwanakomana neroMweya Mutsvene, uye muchivadzidzisa kuti vachengete zvose zvandakakurayirai. Uye zvechokwadi ndinemi kusvikira pakuguma kwenyika.”

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateo 28:18-20