Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 11:4-6

Mateo 11:4-6 BDSC

Jesu akavapindura achiti, “Dzokerai mundoudza Johani zvamuri kunzwa nezvamuri kuona: Mapofu ava kuona, zvirema zvava kufamba, vana maperembudzi vanoporeswa, matsi dzonzwa, vakafa vari kumutswa, uye kuti nhau dzakanaka dziri kuparidzirwa varombo. Akaropafadzwa munhu asingagumburwi nokuda kwangu.”