Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 1:22-23

Mateo 1:22-23 BDSC

Izvi zvose zvakaitika kuti zvizadzise zvakanga zvataurwa naIshe kubudikidza nomuprofita wake zvokuti: “Mhandara ichava napamuviri, igozvara mwana mukomana, uye vachamutumidza zita rokuti Emanueri, zvichireva kuti, ‘Mwari anesu.’ ”