Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 1:21-23

Mateo 1:21-23 BDSC

Achava nomwana mukomana wauchazotumidza zita rokuti Jesu nokuti ndiye achaponesa vanhu vake kubva muzvivi zvavo.” Izvi zvose zvakaitika kuti zvizadzise zvakanga zvataurwa naIshe kubudikidza nomuprofita wake zvokuti: “Mhandara ichava napamuviri, igozvara mwana mukomana, uye vachamutumidza zita rokuti Emanueri, zvichireva kuti, ‘Mwari anesu.’ ”

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateo 1:21-23