Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 9:34-35

Ruka 9:34-35 BDSC

Akati achiri kutaura izvi, gore rakasvika rikavafukidza, uye vakatya pavakapinda mugore. Inzwi rakabva mugore, rikati, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, musanangurwa wangu; muteererei.”