“Hakuna muti wakanaka unobereka muchero wakaipa, uye muti wakaipa haungabereki muchero wakanaka. Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havangatanhi maonde kubva mumakwenzi eminzwa, kana kutanha mazambiringa kubva parukato. Munhu akanaka anobudisa zvinhu zvakanaka zvakachengetwa mumwoyo make.
Verenga chikamu Ruka 6
Terera ku Ruka 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 6:43-45
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo