Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 21:9-10

Ruka 21:9-10 BDSC

Kana mukanzwa zvehondo uye nokumukirana, musavhundutswa. Zvinhu izvozvi zvinofanira kutanga kuitika, asi kuguma hakuzosviki pakarepo.” Ipapo akati kwavari, “Rudzi ruchamukira rudzi, uye umambo huchamukira humwe umambo.