Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 21:28-31

Ruka 21:28-31 BDSC

Panotanga kuitika zvinhu izvi, mumire mugosimudza misoro yenyu, nokuti dzikinuro yenyu yoswedera.” Akavaudza mufananidzo uyu akati, “Tarirai muti womuonde nemiti yose. Painenge ichitungira mashizha, munogona kuona pachenyu nokuziva kuti zhizha rava pedyo. Nokudarowo, pamunoona zvinhu izvi zvichiitika, muzive kuti umambo hwaMwari hwava pedyo.