Zvino kana izvozvo zvoitika, tarirai kudenga musimudze musoro nokuti kununurwa kwenyu kunenge kwava pedyo.” Akavataurira mumwe muenzaniso achiti, “Tarisai muonde nemiti yose kana yopfumvudza munobva mangozvionera uye munobva maziva kuti zhizha ravakusvika. Naizvozvo kana moona zvinhu izvi zvavakuitika, munobva maziva kuti umambo hwaMwari hwava pedyo.
Verenga chikamu Ruka 21
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 21:28-31
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo