Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 17:5-6

Ruka 17:5-6 BDSC

Vapostori vakati kuna She, “Tiwedzereiwo kutenda kwedu!” Iye akati, “Kana muno kutenda kuduku duku setsanga yemasitadhi, munogona kuti kumuti womuonde uyu, ‘Dzurwa usimwe mugungwa,’ uye uchakuteererai.