Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 15:1-2

Ruka 15:1-2 BDSC

Zvino vateresi na“vatadzi” vakanga vakaungana vose, vakamukomberedza kuti vamunzwe. Asi vaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakagununʼuna vachiti, “Uyu munhu anogamuchira vatadzi uye anodya navo.”

Vhidhiyo re Ruka 15:1-2