Kana vaya gumi navasere vakafa pavakawirwa neshongwe yeSiroami, munofunga kuti vakanga vane mhosva kukunda vamwe vose vaigara muJerusarema here? Ndinokuudzai kuti kwete! Asi kana musingatendeuki, nemiwo mose muchaparara.”
Verenga chikamu Ruka 13
Terera ku Ruka 13
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 13:4-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo