Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 19:35-36

Revhitiko 19:35-36 BDSC

“ ‘Musashandise zviero zvokubiridzira kana muchiera urefu, uremu kana uwandu. Shandisai zviyero zvechokwadi efa rechokwadi nehini yechokwadi. Ndini Jehovha Mwari wenyu akakubudisai muIjipiti.