Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobho 40:1-5

Jobho 40:1-5 BDSC

Jehovha akati kuna Jobho: “Ko, munhu anokakavadzana noWamasimba Ose angamurayira here? Anopomera Mwari mhosva ngaamupindure!” Ipapo Jobho akapindura Jehovha akati: “Ini handina maturo, ndingakupindurai seiko? Ndafumbira muromo wangu. Ndakataura kamwe chete, asi handina mhinduro, kaviri, asi handichapamhidzazve.”