Zvino Jehovha akapfuura kupindura Jobho, akati, “Ko munhu, anokakavara, angaita nharo nowaMasimbaose here? Anoita nharo naMwari ngaapindure.” Ipapo Jobho akapindura Jehovha, akati “Tarirai, ini ndiri muduku hangu; ndingakupindurai here? Ndinofumbira muromo wangu. Ndakataura kamwe, asi handingapindurizve; Zvirokwazvo kaviri, asi handingapamhidzizve.”
Verenga chikamu Jobho 40
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jobho 40:1-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo