Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobho 37:5-6

Jobho 37:5-6 BDSC

Inzwi raMwari rinotinhira nenzira dzinoshamisa; iye anoita zvinhu zvikuru zvinopfuura kunzwisisa kwedu. Anoti kuchando, ‘Donhera panyika,’ nokumvura inonaya, ‘Naya nesimba.’