Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobho 1:9-11

Jobho 1:9-11 BDSC

Satani akati, “Ko, Jobho anongotya Mwari pasina here? Ko, hamuna kumupoteredza noruzhowa iye neimba yake nezvose zvaanazvo here? Makaropafadza basa ramaoko ake, uye pfuma yake yakatekeshera munyika yose. Asi tambanudzai henyu ruoko rwenyu murove zvose zvaanazvo, zvirokwazvo achakutukai pachena.”

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJobho 1:9-11