Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 17:21

Johani 17:21 BDSC

kuti vose vave vamwe, Baba, sezvo imi muri mandiri uye ini ndiri mamuri. Naivowo ngavave matiri kuitira kuti nyika igotenda kuti makandituma.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 17:21