Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 15:7-9

Johani 15:7-9 BDSC

Kana muchigara mandiri uye mashoko angu achigara mamuri, kumbirai zvose zvamunoda, uye muchazvipiwa. Baba vangu vanokudzwa naizvozvo kuti mubereke zvibereko zvakawanda, muchizviratidza kuti muri vadzidzi vangu. “Sezvo Baba vakandida, neniwo ndakakudai, zvino, chigarai murudo rwangu.