Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 15:11-13

Johani 15:11-13 BDSC

Ndakuudzai izvi kuitira kuti mufaro wangu uve mamuri uye kuti mufaro wenyu uve wakakwana. Murayiro wangu ndouyu: Dananai, sezvo ini ndakakudai. Hakuna munhu ano rudo rukuru kuno urwu, kuti munhu ape upenyu hwake nokuda kweshamwari dzake.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 15:11-13