Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 14:6-7

Johani 14:6-7 BDSC

Jesu akapindura akati, “Ndini nzira nechokwadi uye noupenyu. Hakuna munhu angauya kuna Baba kana asina kupfuura napandiri. Dai maindiziva chaizvo mungadai maizozivawo Baba vangu. Kubvira zvino, munovaziva uye makavaona.”

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 14:6-7