Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 14:12-14

Johani 14:12-14 BDSC

Ndinokuudzai kuti, ani naani anotenda kwandiri achaita zvandanga ndichiita. Achaita kunyange zvinhu zvikuru kupfuura izvi, nokuti ndiri kuenda kuna Baba. Uye ndichaita zvose zvamunokumbira muzita rangu, kuitira kuti Mwanakomana avigire Baba kukudzwa. Kana mukakumbira chinhu chipi zvacho muzita rangu, ndichachiita.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 14:12-14