Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 12:30-31

Johani 12:30-31 BDSC

Jesu akati, “Inzwi iri harina kuuya nokuda kwangu, asi nokuda kwenyu. Zvino ndiyo nguva yokutongwa kwenyika ino; zvino muchinda wenyika ino achadzingwa.