Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 11:33-35

Johani 11:33-35 BDSC

Jesu akati achimuona achichema, uye vaJudha vakanga vauya naye vachichemawo, akabatwa neshungu kwazvo mumweya make uye akatambudzika. Akavabvunza akati, “Mamuradzika kupiko?” Vakati kwaari, “Uyai muone, Ishe.” Jesu akachema.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 11:33-35