Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 1:35-37

Johani 1:35-37 BDSC

Chifume chamangwana Johani akanga aripozve navadzidzi vake vaviri. Akati achiona Jesu achipfuura akati, “Tarirai, Gwayana raMwari!” Vadzidzi vaviri vakati vachimunzwa achitaura izvi, vakatevera Jesu.