Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 1:1-5

Johani 1:1-5 BDSC

Pakutanga pakanga pane Shoko, uye Shoko rakanga riri kuna Mwari, uye Shoko rakanga riri Mwari. Iye aiva kuna Mwari kubva pakutanga. Zvinhu zvose zvakaitwa kubudikidza naye; kunze kwake hakuna kana chinhu chakaitwa pane izvo zvakaitwa. Maari maiva noupenyu, uye upenyu ihwohwo hwaiva chiedza chavanhu. Chiedza chinovhenekera murima, asi rima harina kuchikunda.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 1:1-5