Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jakobho 2:20-22

Jakobho 2:20-22 BDSC

Iwe benzi, unoda kuona kuti kutenda kusina mabasa hakuna maturo here? Tateguru wedu Abhurahama haana kunzi akarurama here nokuda kwezvaakaita paakapa mwanakomana wake Isaka paaritari? Unoona kuti kutenda kwake uye namabasa ake zvaibata pamwe chete, uye kutenda kwake kukazadziswa nezvaakaita.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJakobho 2:20-22