Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 40:28-29

Isaya 40:28-29 BDSC

Hauzivi here? Hauna kunzwa here? Jehovha ndiye Mwari nokusingaperi, Musiki wamagumo enyika. Haaneti kana kuziya, uye hakuna angayera kunzwisisa kwake. Anopa simba kuna vakarukutika, uye anowedzera simba kuna vasina simba.