Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 4:12-13

VaHebheru 4:12-13 BDSC

Nokuti shoko raMwari ibenyu uye rine simba. Rinopinza kukunda munondo unocheka kumativi maviri, rinobaya kunyange kusvikira panoparadzana mwoyo nomweya, namafundo nomongo; rinotonga mifungo nendangariro dzomwoyo. Hakuna chisikwa chakavanzika pamberi paMwari. Zvinhu zvose zviri pachena uye zvakafukurwa pameso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaHebheru 4:12-13